Ndiyani chikara chiri muna Zvakazarurwa?
- Chikara chinobva mugungwa (zvakazarurwa 13)
- Chimwe chezviratidzo chisinganzwisisiki muzvinyorwa zvakavandika zve bhaibheri
- Chakasungirirwa “pachipfeve” (Rev.17) ne “Nyanga duku” (Danieri 7)
- Chakagadzirira kurova pane ipi nguva!
Muvhidhiyo Iyi:
Kuratidzo pachena chikara chinotyisa chemuna Zvakazarurwa 13!