|
Kisimusi: kwayakabva ne tsika
kisimusi haina chekuita na Yahushua
inopa kuremekedza kuchimwari chine nyota yeropa, Saturn
chinamato chechiroma che Saturnalia
kunamato zvimwari nekupira kana kupisa vanhu
Santa, zvipo, makadhi, makanduri, pasi pechigunwe, zvakadaro zvakadaro.
Baba venguva nemwana wegore dzva
Muvhidhiyo iyi:
Kisimusi kwayakabva kwainamatwa zvimwari! |
]]>