Biblical Christian Videos

Kisimusi: kwayakabva ne tsika 

  • kisimusi haina chekuita na Yahushua 
  • inopa kuremekedza kuchimwari chine nyota yeropa, Saturn 
  • chinamato chechiroma che Saturnalia 
  • kunamato zvimwari nekupira kana kupisa vanhu 
  • Santa, zvipo, makadhi, makanduri, pasi pechigunwe, zvakadaro zvakadaro. 
  • Baba venguva nemwana wegore dzva 

Muvhidhiyo iyi:
Kisimusi kwayakabva kwainamatwa zvimwari!

Time: 00:14:44
Downloads: 1691
Comments: 0 
3970 

Ko Zuva Rinotangira Papi?

  • Satani wakaba chinamato chinova icho chemusiki
  • Ma Juda nema Sabata vanotanga zuva ravo pakudoka kwaro
  • Vhiki rekusika rakatanga neshoko rekuti "ngapave nechiedza"
  • Chiedza chakapihwa kutonga pamusoro pezuva
  • Yahushua: "Ko zuva harina maAwa gumi nemaviri here?"
  • kudzoreredza Sabata rechokwadi

Mu firimu iri:
Kana Bhaibheri richiti zuva rinotangira papi!

Time: 00:14:57
Downloads: 1904
Comments: 0 
3588 

Kisimusi: kwayakabva ne tsika 

  • kisimusi haina chekuita na Yahushua 
  • inopa kuremekedza kuchimwari chine nyota yeropa, Saturn 
  • chinamato chechiroma che Saturnalia 
  • kunamato zvimwari nekupira kana kupisa vanhu 
  • Santa, zvipo, makadhi, makanduri, pasi pechigunwe, zvakadaro zvakadaro. 
  • Baba venguva nemwana wegore dzva 

Muvhidhiyo iyi:
Kisimusi kwayakabva kwainamatwa zvimwari!

Ko Zuva Rinotangira Papi?

  • Satani wakaba chinamato chinova icho chemusiki
  • Ma Juda nema Sabata vanotanga zuva ravo pakudoka kwaro
  • Vhiki rekusika rakatanga neshoko rekuti "ngapave nechiedza"
  • Chiedza chakapihwa kutonga pamusoro pezuva
  • Yahushua: "Ko zuva harina maAwa gumi nemaviri here?"
  • kudzoreredza Sabata rechokwadi

Mu firimu iri:
Kana Bhaibheri richiti zuva rinotangira papi!

Loading...
Loading the next set of posts...
No more posts to show.